Home › Ringtones › Usatambe Nenyoka - Thomas Mapfumo

Usatambe Nenyoka - Thomas Mapfumo

free ringtone for iPhone & Android phones

@Matylda
153
15 Sec

Usatambe Nenyoka - song lyrics

Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka)
Usatambe nenyoka (usatambe nenyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)

Inorumira muvhu (inorumira muvhu)
Inorumira muvhu (inorumira muvhu)
Wotorova musoro (wotorova musoro)
Wotorova musoro (wotorova musoro)

Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo

Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu)
Usatambe nemhandu (usatambe nemhandu)
Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa)
Mhandu munhu akaipa (mhandu munhu akaipa)

Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya)
Mhandu inowuraya (mhandu inowuraya)
Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza)
Mhandu inokuvadza (mhandu inokuvadza)

Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza)
Mhandu inoparadza (mhandu inoparadza)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo

Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo

Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Usatambe nenyoka, usatambe nayo
Pachedu!

Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu)
Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu)

Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wenyoka inyoka (mwana wenyoka inyoka)
Mwana wemhandu imhandu (mwana wemhandu imhandu)

Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo

Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Usatambe nemhandu, usatambe nayo
Pachedu!

Heiye-iyere hondeha-ndeha
Hoiye-iyere hondeha-ndeha
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere baba Muchadura

Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha ndeha
Hoiye-iyere baba Muchadura

Hondeha handeha handeha ndeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere hiya-a horere

Hondehandeha handehandeha
Hoiye-iyere mai vaMuchaneta
Hondeha handeha handeha
Hoiye-iyere iha-a iherere

Hondeha handeha handeha ndeha
Famba zinganganga hiya ha-a ndehondende
Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende

Famba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Tamba zinganganga hiya ha-a ndehondende
Tamba zinganganga hiya ha-a ndeha ndeha
Hondeha handeha handeha

Hondeha handeha handeha
Hondendere baba Muchadura woye
Hondeha ndeha hondeha
Hondende mai vaMuchaneta
Pachedu!

Top 100 Bollywood Ringtones
Top 100 PUBG Ringtones
Top 100 One Piece Ringtones

Similar ringtones:

MORE...[+]
Top 100 Battlefield 5 Ringtones
Top 100 Black Desert Ringtones
Top 100 Free Fire Ringtones
Top 100 Civilization VI Ringtones
Top 100 Overwatch Ringtones

More ringtones from Thomas Mapfumo:

30
@Gergana
272
Zvandaive ndiri mwana mudiki mai vachandida ko zvino brave mukomana mukuru ndofa ndiri ndega. Hwahwa ndinomwa, fodya ndoputa Zvose ndoita, chasara kusiya mukomana Panyika ngoma ngairire Kana ngoma yekwedu yorira mukoma Svetuka, ho mukoma ahonde Kana ngoma yekwedu yorira mukoma Svetuka, ho mukoma ahonde Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi svetuka, ho mukoma ahonde Kana chembere dzekwedu dzotsika pasi Svetuka, ho mukoma ahonde Kana mhandara dzekwedu dzotsika pasi Svetuka, ho mukoma ahonde Chiringu chandikonze musana Chandikonze musana Chinungu chandikonze musana Chandikonze musana Chinugu chandikonze musana Chandikonze musana Chinugu chandikonze musana Chandikonze musana Chinungu chandikonze musana Chandikonze musana Maiwe chandikonze musana Ho ho who aha Howuwo ahoa Jackson ngoma huwe nanyamwari mukome
30
@Peter
1598
Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Chipo Chipo iwe Bereka mwana tiende Jani Jani iwe Bereka mwana tiende Laiza Laiza iwe Bereka mwana tiende Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Chipo Chipo iwe Bereka mwana tiende Jani Jani iwe Bereka mwana tiende Laiza Laiza iwe Bereka mwana tiende Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Musha wenyu wamaichemera Hona waita mamvemve Chipo Chipo iwe Bereka mwana tiende Jani Jani iwe Bereka mwana tiende Laiza Laiza iwe Bereka mwana tiende Musha wenyu wamaichemera Hona waita matsotsi Musha wenyu wamaichemera Hona waita matsotsi Musha wenyu wamaichemera Hona waita matsotsi Musha wenyu wamaichemera Hona waita matsotsi
15
@Radka
680
Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Wachoinawo iwe, we-we-we Chirombo musango iwe, we-we-we Wachoinawo iwe, we-we-we Chirombo musango iwe, we-we-we Wachoinawo iwe, we-we-we Chirombo musango iwe, we-we-we Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Iheyi, heyi, heyi, heyi (yei, yei, yerende) Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye Yee, ahere woye, woye Yee, ahere woye, woye Yee, ahere woye, woye Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Hoo (werendere) hoo (we) Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye Yee, ahere woye, woye Yee, ahere woye, woye Yee, ahere woye, woye Yee, ahere woye, woye Ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe woye Hona Mukanya woye, ahe woye, ahe wo-
MORE...[+]

Set Usatambe Nenyoka ringtone on an Android Phone:

1. Select Download Ringtone button above.
2. Go to Settings app.
3. Select Sounds & Vibration.
4. Select Phone ringtone.
5. Select Ringtone from Internal Storage.
6. Click the Apply button.
So after only a few basic steps, you have successfully done the default ringtone on your phone running Android operating system with the pop songs you want.



Set Usatambe Nenyoka ringtone for your iPhone:

1. Select Download M4R for iPhone button above and save to your PC or Mac.
2. Connect your iPhone to your PC or Mac via its charging cable.
3. Launch iTunes and drag the .m4r to the Tones folder (Under "On My Device").
Hopefully, the guides for configuring ringtones for iPhones and Android phones will make it simple for you to replace the uninteresting default sounds on your phone with your own personal favorites.



Browse 5,000,000+ free ringtones by categories:

Thanks for letting us know
Your feedback is important in helping us keep the 1Ringtone community safe.
Close

X

#1 Ringtone App - top ringtones for free!

logo
Login with Google Login with Facebook

By joining, you agree to Terms of Service & Privacy Policy.

Upload a ringtone

You can upload MP3, WAV, M4A, OGG, M4R, ACC format files.

By selecting 'Upload' you are representing that this item is not obscene and does not otherwise violate Terms of Service, and that you own all copyrights to this item or have express permission from the copyright owner(s) to upload it.

Before uploading, please read our Privacy.